Duramazwi
dhirika
collapse
Duramazwi
collapse
Kudhirika kuwira pasi kwechinhu chakavakwa.
Kana n'ombe dzakasungwa dzichidhirika dzinenge dzichidzokera sure zvishoma kuitira kuti cheni dziregedzeke zvishoma.

Kubhidhirika kurara munhu uchipinduka-pinduka zvichibva pakuti pane zviri kukunetsa zvinokutadzisa kubatwa nehope.
Kufushuka kubuda kunoita zviyo kubva musaga ratsemuka, kana kuti mvura kubva mudhamu radhirika, kana kuti razarisa.

01 / 03dhirima
Kana muchina unoshanda neinjini uchidhiri-ma unenge uchiita ruzha rwakawanda uchitinhira.
VerengaSwipe for the next word