KwaunobvaDuramazwiTtsapi

Duramazwi · zita

tsapi

Zvinoreva

Tsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza rusati rwapurwa.

1

Tsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza rusati rwapurwa.

Gwere idanda rinoshandiswa kuvhara sezvakaita pamukova wedanga kana tsapi.

Tsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza rusati rwapurwa.

Hezvo zvauri vatete wakagoregerei mwana achiita mutangatsapi dzokono wozoita zambuko ramadzvinyu ose mhedzisiro yazvo merei churu chetsvina?

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsapo

Tsapo kahomwe kadiki kanenge kane zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word