Duramazwi · zita
ngozi
dangerously · safe · danger · dangerous · risk
Duramazwi · zita
dangerously · safe · danger · dangerous · risk
Ngozi mweya wemunhu akafa unodzoka kuzotambudza avo vakamutadzira asati afa.
Ngozi mweya wemunhu akafa unodzoka kuzotambudza avo vakamutadzira asati afa.
Vanhu vemumana vaive vakutofunga kuti pamwe yaive ngozi yaive kwaGoneso nekuti zvokwadi kwaive kwafiwa.
Ngozi chiitiko chese chinokonzera kukuvara kana kufa, kana zvimwe zvisingafadzi.
njodzi 9
pfukwa 9
Duramazwi
01 / 03ngu
Iri idzitsi rechirevamwene rinoreva nyakutaura pachake.
VerengaSwipe for the next word