KwaunobvaDuramazwiNngoza

Duramazwi · zita

ngoza

Zvinoreva

Ngoza ibhenguru rakagadzirwa neaivhori.

1

Ngoza ibhenguru rakagadzirwa neaivhori.

Mutongoza kudya kunogadzirwa nemhunga inoita zvokubikwa somungai isina kutswiwa.

Muzongoza ibvupa riri pakati pemusana wemunhu, rinobva kuhuro richidzika panoperera musana.

Mungoza muti une mashizha akawandira kumusoro, unobereka muchero unotsemuka kana waibva, uine mhodzi nhema mukati.

Zvakafanana

ramba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngozha

Ngozha ishiri diki ine manhenga akatsvukuruka, nemamwe ebhuruu, uye muromo mutsvuku.

Verenga

Swipe for the next word