KwaunobvaDuramazwiNngu

Duramazwi

ngu

-ko

Zvinoreva

Iri idzitsi rechirevamwene rinoreva nyakutaura pachake.

1

Iri idzitsi rechirevamwene rinoreva nyakutaura pachake.

Amai vangu vanosevenza kuyunivhesiti.

Ndinogara ndi- chikungura kuti dai ndiine mari zva- ngu, ndaitenga zimba rangu rema- ndiriri.

Kana kunze kuchinzi kwati ngu ngu ngu kunenge kwaedza kusisina kana rima rousiku.

Zvakasiyana

-ko

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngu ngu ngu

Kana kunze kuchinzi kwati ngu ngu ngu kunenge kwaedza kusisina kana rima rousiku.

Verenga

Swipe for the next word