Duramazwi · zita
mugodhi
shaft · mine
Duramazwi · zita
shaft · mine
Mugodhi itsime rakadzika rakavakirirwa mukati nezvitinha.
Mugodhi itsime rakadzika rakavakirirwa mukati nezvitinha.
Mugodhi igomba rinocherwa matombo anokosha, akafanana negoridhe, mhangura, marasha nezvimwewo.
Kana muchichera tsime kana mugodhi, mukadziura munatso wemvura, munenge masvika panobuda mvura.
Mugodhi igomba rinocherwa matombo anokosha, akafanana negoridhe, mhangura, marasha nezvimwewo.
KuHwange kune mughodhi wemarasha.
Duramazwi
01 / 03mugodo
Mugodo imhando yemuti wakasimba chaizvo, une mashizha makobvu ane mvere, unoshandiswa pakuveza mipinyi.
VerengaSwipe for the next word