KwaunobvaDuramazwiMmugigo

Duramazwi · zita

mugigo

Zvinoreva

Mugigo muchina wose zvawo unoda simba romunhu kuti ugone kushanda.

1

Mugigo kutswa kwevanhu vaviri kana kupfuura, muduri rimwe chete vachiita zvokujijana.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mugigwa

Mugigwa ipfuti yakare yairidzwa nounga uye ichipakirwa mbumburu imwe imwe panguva.

Verenga

Swipe for the next word