Kwaunobva/Duramazwi/N/ngowani
Duramazwi
helmet
Hukwa uswa hunomera paruware, hwakaserera uye hunorukiswa ngowani.
Akapfeka mudhebhe nebhachi nengowani.
nguwani
ngoya
Muranda.
ngoyi
ngoza
Ngoza ibhenguru rakagadzirwa neaivhori.
Swipe for the next word