Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngove tuminzwa tunochekererwa kumativi kwechiredzo, kuitira kuti kana hove yabatwa isabva nyore.
1

Ngove tumbabvu twakaita minzwa tunochekererwa kumativi kwepfumo kana museve, kuitira kuti zvisakasira kudonha pa-zvinenge zvabaya.
Aive asimo mutoilet nekuti zvese nebathroom zvaingove panzvimbo imwechete ipapo.
2
Ngove tumbabvu twakaita minzwa tunochekererwa kumativi kwepfumo kana museve, kuitira kuti zvisakasira kudonha pa-zvinenge zvabaya.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngovo
Ngovo chinhu chakakombama kumuromo, chinoshandiswa kuturunurisa zvinhu.
VerengaSwipe for the next word