KwaunobvaDuramazwiNnguwani

Zvinoreva

Nguwani chipfeko chakarukwa kana chakasonwa chemumusoro, chokudzivirira chando kana zuva.

1

Kana vari sekuru ngavapfekewo nguwani.

Nguwani chipfeko chakarukwa kana chakasonwa chemumusoro, chokudzivirira chando kana zuva.

Nyumbu inguwani ine manhenga inopfekwa nevanhu vane zvinzvimbo zvikuru vakaita semadzishe nanamambo.

Zvakafanana

heti · chapewa

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word