Duramazwi
nguya-nguya
-nguyanguyu nguyu
Duramazwi
Kana mazino achinguya-nguya anenge achizungunuka.
Kana mazino achinguya-nguya anenge achizungunuka.
Kunguya-nguya kutsenga kwemunhu asina mazino mukanwa.
Sekuru vakapera mazino ose mumuromo.
Ndiko kusaka vachidya vachinguya nguya.
-nguya
Duramazwi
01 / 03nguyu
Kana munhu akati nguyu mukanwa, anenge asina kana nezino rimwe zvaro rasara.
VerengaSwipe for the next word