Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati nguyu mukanwa, anenge asina kana nezino rimwe zvaro rasara.
1

Kana mubato wemudziyo uchiti nguyu nguyu unenge uchifamba-famba usina kubatira zvakasimba.
Kuti nguyu nguyu kutsenga kunoita munhu asina mazino mumukanwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nguyu nguyu
Kana mubato wemudziyo uchiti nguyu nguyu unenge uchifamba-famba usina kubatira zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word