KwaunobvaTsumoRufuNgozi nehama hazvisiyani.

Tsumo · Rufu

Ngozi nehama hazvisiyani.

Zvinorehwa

Ngozi dzinowanzobva pazvakaitirwa hama nehama, kwete vanhu vasingazivani.

What it means

An avenging spirit's grievance usually traces back to a wrong done within the family itself, not between strangers.

Word for word

An avenging spirit and a relative are not separate.

Dzimwe tsumo dzerufu

Dzose

Tsumo · Rufu

01 / 03

Pafa munhu hapashaikwi muroyi.

What it means

Whenever a death occurs, there is nearly always someone who ends up being blamed for it.

Verenga

Swipe for the next proverb