Duramazwi · zita
chipatara
hospital
hosipitarichibhedyera
Duramazwi · zita
hospital
Iyi inzanga yedzimba dzinorapirwa varwere vachigara panzvimbo pacho kana kuti vachibva kumba.
Iyi inzanga yedzimba dzinorapirwa varwere vachigara panzvimbo pacho kana kuti vachibva kumba.
Vheterinari chipatara chinorapirwa nokubaiwa mhuka majikiseni okudzivirira zvirwere.
Ndakatonzwa vachitoramba zvechipatara vachiti ndezvehuroyi zvinoda kunamatirwa.
Tanaka naBatakue vaisave neyaka nyanya zvekuti vakatobva vanzi vabude muchipatara.
hosipitari · chibhedyera
Duramazwi
01 / 03chipauro
adjective
VerengaSwipe for the next word