Duramazwi
Zvinoreva
Kana chiitiko chikanzi charumbira chinenge chanzikwa nezvacho kunzvimbo dzakawanda uye dziri kure.
Kunyanyira.

Shoko rehondo yeChimurenga rakarumbira kwose muZimbabwe muna 1979.
Kana chiitiko chikanzi charumbira chinenge chanzikwa nezvacho kunzvimbo dzakawanda uye dziri kure.
Uyu munhu ane mukurumbira wokurova ngoma vamwe vachitamba.
Kunyanyira.
Kana chiitiko chikanzi charumbira chinenge chanzikwa nezvacho kunzvimbo dzakawanda uye dziri kure.
Kana munhu achiziikanwa anenge aine mukurumbira mukuru.
Kana munhu kana chinhu chakakurumbira chinenge chichizivikanwa munzvimbo dzakawanda uye nevanhu vakawanda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rumbo
Rumbo mazwi akarongwa, anoimbwa.
VerengaSwipe for the next word