Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jenyura chuma chino-pfekwa muchiuno nevakadzi.
Kukwanisa kubuda nenzira yeruzivo.
1
Jenyura chuma chino-pfekwa muchiuno nevakadzi.
Jenyura chuma chino-pfekwa muchiuno nevakadzi.
2
Kukwanisa kubuda nenzira yeruzivo.
Jenyura chuma chino-pfekwa muchiuno nevakadzi.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jerakamwe
Jerakamwe imbeva inoti kana ikachera mwena yosiya, yoenda kunotanga pamwe. Jerakamwe haiteveki nekuti ikachera mwena nhasi mangwana inenge yatotama.
VerengaSwipe for the next word