Duramazwi
Zvinoreva
Jerakamwe imbeva inoti kana ikachera mwena yosiya, yoenda kunotanga pamwe. Jerakamwe haiteveki nekuti ikachera mwena nhasi mangwana inenge yatotama.
1

Jerakamwe kupfuura kunoita mhuka nepanzvimbo kamwe chete, yoregedza kuzopfuura napo zvakare.
2

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jerandoga
Jerandoga mukono wemhuka unotsauka kubva mune dzimwe uchisarudza kufamba woga.
VerengaSwipe for the next word