KwaunobvaDuramazwiPpambara

Duramazwi

pambara

-para-para

Zvinoreva

Kupambara kufamba munhu achitsvaga zvokudya kana zvimwewo zvinhu zvokuzviraramisa nazvo.

1

Kupambara kufamba munhu achitsvaga zvokudya kana zvimwewo zvinhu zvokuzviraramisa nazvo.

Rugaro mamiriro eupenyu hwemunhu. Rugaro rwake rwokudya zvokupambara, harufadzi vamwe.

Kupambara kufamba munhu achitsvaga zvokudya kana zvimwewo zvinhu zvokuzviraramisa nazvo.

Zvakafanana

-para-para

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pambe

Kuti pambe kurova munhu kana chimwewo chinhu zvakasimba uchishandisa shamhu kana chamboko.

Verenga

Swipe for the next word