KwaunobvaDuramazwiCchigamhiso

Duramazwi · zita

chigamhiso

Zvinoreva

Chigamhiso nde-chinoshandiswa kubata zvinhu kuti zvisadonha kana kutsvedza. Isa chigamhiso kuti majanga asadonha pamutanhu.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigan'a

Chigan'a mashoko anotsamwisa anotaurwa nomunhu kune mumwe. Ukataura chin'a uri pedo neni ndinokurova.

Verenga

Swipe for the next word