Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chigamhi kusunga n'ombe munyanga nomugumbo kuitira kuti isakwanisa kufambisa, kunyanya kana iri njeni.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chigamhiso
Chigamhiso nde-chinoshandiswa kubata zvinhu kuti zvisadonha kana kutsvedza. Isa chigamhiso kuti majanga asadonha pamutanhu.
VerengaSwipe for the next word