KwaunobvaDuramazwiCchikama

Duramazwi · zita

chikama

Zvinoreva

Chikama maitiro okufevhana vanhu varudzi rumwe chete.

1

Chikama maitiro okufevhana vanhu varudzi rumwe chete.

Chikama maitiro okufevhana vanhu varudzi rumwe chete.

Kana uchikama musoro unenge uchifambisa chipeturo muvhudzi kuti rienzane.

Musisidzo inguva inombobvumidzwa mhuru kuti imwe kana munhu achikama, kuti mukaka wemhou uwande muzamu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikambi

Chikambi munhu anoita zvisingafarirwi kana kuyemurwa nevamwe.

Verenga

Swipe for the next word