KwaunobvaDuramazwiCChiKalanga

Duramazwi · zita

ChiKalanga

Zvinoreva

ChiKalanga mutauro wevaKalanga.

ChiKalanga itsika nemagariro evanhu vanotaura ChiKalanga.

1

MuKalanga munhu anotaura chiKalanga, uye ane tsika nemararamiro evanhu vanogara kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika yeZimbabwe.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikama

Chikama maitiro okufevhana vanhu varudzi rumwe chete.

Verenga

Swipe for the next word