KwaunobvaDuramazwiMmakunakuna

Duramazwi · zita

makunakuna

incest

Zvinoreva

Kana munhu akaita makunakuna anenge arara nehama yake semurume nemukadzi inova tsika inonzi inoera.

1

2

Uku kusangana kwomunhukadzi nemunhurume vane ukama huri pedyo, sezvakaita baba nemwanasikana wavo.

Zvakafanana

chemina

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makundangunda

Kana mari ichinzi makundangunda inenge yakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word