KwaunobvaDuramazwiGgangaradza

Duramazwi

gangaradza

Zvinoreva

Kugangaradza kuvheyesa-vheyesa maziso kunoita munhu atsamwa.

1

Kugangaradza kuburitsa chinhu pamhene pachinonyatsoonekwa nevamwe vanhu.

2

3

Kufusha.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gangari

Gangari chisimbi chepavhiri rebhasikoro panoiswa chubhu netayi.

Verenga

Swipe for the next word