Duramazwi
Zvinoreva
Kugangaridza kukanganisa munhu nekuiita ruzha kuitira kuti zvaanotaura zvisanzwike zvakanaka. Murume aimbova mumiriri wedunhu redu muparamende akada kuti ataurewo, asi vanhu vakabva vamugangiridza nekuti vakanga vasisamudi.

Pandakangoedza kuti nditi chakati, iye akabva angondigangaridza achingoti, "Kwete! Kwete!"?
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achigangaridza anenge achitaura kuti asae-nderere mberi nenyaya.
Zvakafanana
-kangaidza
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gangarika
Kugangarika kuva pamhene zvakanyanya kwechinhu zvokuti chinobva chanyatsoonekwa.
VerengaSwipe for the next word