Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gangari chisimbi chepavhiri rebhasikoro panoiswa chubhu netayi.
1
Gangari chisimbi chepavhiri rebhasikoro panoiswa chubhu netayi.
Gangari chisimbi chepavhiri rebhasikoro panoiswa chubhu netayi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gangaridza
Kugangaridza kukanganisa munhu nekuiita ruzha kuitira kuti zvaanotaura zvisanzwike zvakanaka. Murume aimbova mumiriri wedunhu redu muparamende akada kuti ataurewo, asi vanhu vakabva vamugangiridza nekuti vakanga vasisamudi.
VerengaSwipe for the next word