KwaunobvaDuramazwiSsemende

Duramazwi · zita

semende

Zvinoreva

Semende chigadzirwa chakada kuita sedota, chinoti chikakanywa nejecha nematombo zvinoumba zvinhu zvakasimba kana zvaoma, inoshandiswa pakuvaka.

1

Semende chigadzirwa chakada kuita sedota, chinoti chikakanywa nejecha nematombo zvinoumba zvinhu zvakasimba kana zvaoma, inoshandiswa pakuvaka.

Kongiri idombo rakaomarara rinobuda panenge pakanywa semende, jecha netumatombo.

Dhaka ivhu kana semende yakasanganiswa nemvura, zvinoshandiswa pakuvaka kana kukanya zvitinha.

Kongiri idhaka rinenge rakasanganiswa semende jecha nematombo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

semesa

Zvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa kana wazviona, kuzvibata kana kuzvinhuhwidza.

Verenga

Swipe for the next word