Duramazwi · zita
simende
cement
Duramazwi · zita
cement
Imwe mhando yesamende.
Imwe mhando yesamende.
Fafariva zidombo rakati pamhama, rakaforomwa nesimende.
Giridhi mitsetse yakarurama inenge yakavakwa nesimende, yakachinjika mugwagwa, iine mwena pakati payo, kuti mhuka dzisapfuure.
Duramazwi
01 / 03simha
Kana uchisimha unenge uchitakura zvinhu kubva pane imwe nzvimbo, uchienda pane imwe uchizviita kwenguva yakareba. Takasimha chibage kumunda, misana ikaita seichavhunika.
VerengaSwipe for the next word