KwaunobvaDuramazwiSsimika

Duramazwi

simika

Zvinoreva

Kusimika kubayira muti muvhu.

1

Kusimika kubayira muti muvhu.

Kusimika kubvisa mbeu kana miti kubva payakadyarwa uchindoidyara pamwewo.

2

Kusimika kubvisa mbeu kana miti kubva payakadyarwa uchindoidyara pamwewo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

simikira

Kusimikira kurapa munhu anenge asingazvari kuti azvare.

Verenga

Swipe for the next word