Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisimha unenge uchitakura zvinhu kubva pane imwe nzvimbo, uchienda pane imwe uchizviita kwenguva yakareba. Takasimha chibage kumunda, misana ikaita seichavhunika.
1

Musimha igomba rakadzika, rinocherwa nemajuru kana mbeva.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03simika
Kusimika kubayira muti muvhu.
VerengaSwipe for the next word