KwaunobvaDuramazwiSsimira

Duramazwi

simira

-pfeka-fuka

Zvinoreva

Kana wakasimira unenge wakapfeka nhumbi.

1

Kana wakasimira unenge wakapfeka nhumbi.

Matambudziko akaita sekunyepa, kunyengedzwa, kutumirana zvinyadzi kana mapikicha evanhu vasina kusimira.

Haugone kutangira pakati sekuti hatitarisire kunzwa uchatanga nekusakura fodya wozodzoka mukuisimira mumunda.

Kana uchisimira nhondo dzinenge dzafa, unenge uchidyara dzimwe dzakanaka pamusoro padzo.

2

Kana uchisimira nhondo dzinenge dzafa, unenge uchidyara dzimwe dzakanaka pamusoro padzo.

Zvakafanana

-pfeka · -fuka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

simu

Simu musono unenge uchibatanidza machira maviri pakusona.

Verenga

Swipe for the next word