Duramazwi
Zvinoreva
Kutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho asi usingaonekwi.
1
Kutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho asi usingaonekwi.
Uku kutaima-taima kunoita mafuta kana awandisa mumuto kana pamwewo panhu.
Kuti toi toi kutaima kwechinhu chinoramba chichisimuka kuenda mudenga nokudzikazve pasi.
Kuti toi kuonekwa kamwe chete kwechinhu chinotaima, kazhinji chichisimuka mudenga zvakare.
2
Kutaima kuronga kuita zvinhu kuti zvibva zvapindirana nenguva inenge iri ku-
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03taimira
Kutaimira kugona kuita chinhu pakamukana kaunenge wawana wobva wabudirira. Wagona kutaimira, baba vabuda manje manje saka pinda hako mumba wakasununguka.
VerengaSwipe for the next word