Duramazwi01 / 03taimaKutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho asi usingaonekwi.Verenga→
Duramazwi02 / 03taimiraKutaimira kugona kuita chinhu pakamukana kaunenge wawana wobva wabudirira. Wagona kutaimira, baba vabuda manje manje saka pinda hako mumba wakasununguka.Verenga→
Duramazwi03 / 03taimutebhuruUhu urongwa hwezvinhu zvinofambiswa nenguva yakatarwa. Pakabuda taimutebhuru yamazamanishoni, vana vakatanga kuverenga zvine simba.Verenga→