KwaunobvaDuramazwiDdzimira

Zvinoreva

Kuvhara moto.

1

Kuvhara moto.

Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.

Kuti dzedzeu kumuka kunoita munhu anga ambofenda kana kubatwa nechidzimira.

Kutetereka kurasika kunoita munhu zvekuti anenge asisazive kwaari, mushure mekunge aita chadzimira.

2

Kudzimira fodya kuita kuti fodya isapfuta asi yanga isati yapera, kuitira kuti ugozoisvutazve neimwe nguva.

3

Kana wadzimira unenge usisakwanisi kunyatsofunga.

4

Kudzimira kushayiwa mhinduro pane zvaunenge wabvunzwa.

5

Kudzimira kutadza kuziva kokuenda kana kwawabva.

Zvine chekuita

chidzimira

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzimisa

Kudzimisa kuita kuti moto uchirega kupfuta.

Verenga

Swipe for the next word