KwaunobvaDuramazwiDdzimbwa

Duramazwi

dzimbwa

Zvinoreva

Kana munhu achidzimbwa anenge achirwadziwa paimwe yenhengo dzemuviri wake. _Ari kudzimbwa negumbo, ndosaka achifamba achikamhina._

1

Kana munhu achidzimbwa anenge achirwadziwa paimwe yenhengo dzemuviri wake. _Ari kudzimbwa negumbo, ndosaka achifamba achikamhina._

Mhoti ndinotodzimbwa nekuponga kwakaita tarisiro dzangu here.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word