Duramazwi
Zvinoreva
Kudzimisa kuita kuti moto uchirega kupfuta.
1
Kudzimisa kuita kuti moto uchirega kupfuta.
Kudzimisa zita kuita kuti ribviswe paurongwa paranga rakanyorwa nemamwe.
Kukataidza mhino kumbodzimisa kufema, zvikuru kana uri panzvimbo panenge pachinhuhwa zvikuru.
Aka kamudziyo kokudzimisa zvinyorwa pachidziro kana papepa. Mudzidzisi anoshandisa chipfudziso kudzima zvaasingadi.
2
Kudzimisa zita kuita kuti ribviswe paurongwa paranga rakanyorwa nemamwe.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzimu
Kuti dzimu kutubura kana kudzura chinhu kuchibvisa muvhu.
VerengaSwipe for the next word