KwaunobvaDuramazwiDdzimudzangara

Duramazwi · zita

dzimudzangara

radio

Zvinoreva

Redhiyo.

1

Redhiyo.

Ndini zvangu ndainyatsonakirwa nechirongwa chedzimudzangara, chekwaziso apo paitekenywa nziyo dzainakidza chose.

Nhamburo yangu kana ndichifamba musango ndeyamadzimudzangara.

Vakateerera nhau padzimudzangara manheru ega ega.

2

Goritoto.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word