Duramazwi
Zvinoreva
Kurwadziswa.
1
Kurwadziswa.
Kudzimbirwa kutokonywa panga pane ronda kana kuti panzvimbo yomuviri iri kutorwadza nechekare.
Rutsekete zvitanda zvinosungirirwa pagumbo rehuku rinenge ravhunika, kuti rigare rakarurama uye kuti risadzimbirwa nyore.
2
Kudzimbirwa kutokonywa panga pane ronda kana kuti panzvimbo yomuviri iri kutorwadza nechekare.
3
Kudzimbirwa kuremerwa nomutoro zvinotorwadza.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzimbo
Ndinotenda pamberi reruzivo.
VerengaSwipe for the next word