KwaunobvaDuramazwiDdzimbikana

Duramazwi

dzimbikana

Zvinoreva

Kurwadziwa.

1

Kurwadziwa.

Tadiwa paakanzwa mashoko aya akadzimbikana zvisingaite.

Murwere munhu anenge achidzimbikana, asinganzwi muviri wake zvakanaka.

Kana munhu achidzimbikana anenge aine zvinomunetsa mupfungwa achishaya kuti oita sei nazvo.

2

Kudzimbikana kurwadza kunoita muviri kana nhengo yomuviri kana wakuvara kana kuti uchirwara.

3

Kana munhu achidzimbikana anenge aine zvinomunetsa mupfungwa achishaya kuti oita sei nazvo.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word