KwaunobvaDuramazwiTtetereka

Duramazwi

tetereka

-tandazika-tiyaira

Zvinoreva

Kana munhu akatetereka, anenge abva pamusha achingoenda kusina kana waanoziva.

1

Kana munhu akatetereka, anenge abva pamusha achingoenda kusina kana waanoziva.

Mukoma wangu akangotetereka nenyika. Hapana anoziva kuti aripi.

Kana munhu akatetereka, anenge abva pamusha achingoenda kusina kana waanoziva.

2

Kutetereka kurasika kunoita munhu zvekuti anenge asisazive kwaari, mushure mekunge aita chadzimira.

Vanhu vazhinji vakatetereka mugomo irori iri.

Zvakafanana

-tandazika · -tiyaira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teterera

Kana uchiteterera unenge uchikumbira nemoyo wese, wakazvirereka chose.

Verenga

Swipe for the next word