KwaunobvaDuramazwiTteterere

Duramazwi

teterere

Zvinoreva

Kuti teterere kubva kwemunhu pamusha achitadza kuzoonekwa zvakare.

1

Kuti teterere kubva kwemunhu pamusha achitadza kuzoonekwa zvakare.

Akati nesango teterere, hatina kuzomuona zvakare.

Kuti teterere kubva kwemunhu pamusha achitadza kuzoonekwa zvakare.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teteresa

Kana huku ichiteteresa inenge ichipara pasi ichitsvaka zvokudya.

Verenga

Swipe for the next word