KwaunobvaDuramazwiTteterera

Duramazwi

teterera

-tetembera

Zvinoreva

Kana uchiteterera unenge uchikumbira nemoyo wese, wakazvirereka chose.

1

Kana uchiteterera unenge uchikumbira nemoyo wese, wakazvirereka chose.

Kana uchinge wasvika panguva yakaoma unototeterera midzimu yako.

Kugweva kufamba munhu akagara kunoitwa nemunhu anenge achiteterera kuti aregererwe.

Zvakafanana

-tetembera

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teterere

Kuti teterere kubva kwemunhu pamusha achitadza kuzoonekwa zvakare.

Verenga

Swipe for the next word