Kwaunobva/Duramazwi/P/pambuka
Duramazwi
Kurasika.
Rumhanda idanda rakapambuka mberi kuita matanda maviri akabatana kuzasi, rinoshandiswa pakuvaka danga.
pamha
Kupamha kuwedzera zvinhu pane zvimwe zvagara zviripo.
pamhadza
Kurova kana kutema pakaoma.
pamhadzira
Kupamhadzira kurova munhu nekambama mukutamba.
Swipe for the next word