KwaunobvaDuramazwiTtai-tai

Duramazwi

tai-tai

Zvinoreva

Kana moto uchiti tai-tai unenge uchimbojeka nokuita kakudzima zvishoma.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

taidza

Kutaidza kuramba kukwana kwezvinhu zvaita zvishoma. Mbeu yenzungu yakataidza tikatozokavira nyimo.

Verenga

Swipe for the next word