Duramazwi · zita
nyanga
horn · horned
Duramazwi · zita
horn · horned
Kunyanga chinhu kana panhu kudira mvura kuti parege kunyanya kuomarara.
Nyanga chinhu chakatesvera, chinomera pamhanza pemhuka dzakaita semombe, nhoro. nyati kana mbudzi, chadzinoshandisa kutunga.
Kunyangira.

Wainyanya, waiburana naZizi waiva usingazivi kuti ane nyanga?
Hoyo zvino wonge n'ombe nzuma yava kufunga kwakaenda nyanga dzayo.
N'ombe iyi haigoni kurwa nokuti nyanga dzayo dzakapandamara.

Mhuka zhinji dzine nyanga mbiri mbiri.

Kana Bhandomu ichishita, haungagoni kuibata nyanga.
Mhuka zhinji dzine nyanga mbiri mbiri.
rwanga · runyanga
Duramazwi
01 / 03nyangada
Kuti nyangada kunyungudika kwechinhu chinenge chaiswa mumvura kana chimwewo chinwiwa.
VerengaSwipe for the next word