KwaunobvaDuramazwiNnyanduri

Duramazwi

nyanduri

poet

Zvinoreva

Nyanduri munhu ane chipo chokugona kudetemba kana kutaura nekunyora ngano kana nyaya.

1

Hamutyinei ndinyanduri ane mukurumbira munyika muno.

Nyanduri ave kutandadza zvekuda kufa saka ari kuraira mwanakomana wake Tafadzwa Matandadza.

Nyanduri munhu ane chipo chokugona kudetemba kana kutaura nekunyora ngano kana nyaya.

Zvine chekuita

nduri

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word