KwaunobvaDuramazwiNnyango-

Duramazwi

nyango-

-nya-

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinoshandiswa nechiito kureva kuti hapana chimwe chichakwanisa kuitwa. Kunyangochema hako sei, handiende newe.

1

Ichi chiitogama chinoshandiswa nechiito kureva kuti hapana chimwe chichakwanisa kuitwa. Kunyangochema hako sei, handiende newe.

Kwainge kwotovanonokera kudoka nyango zvazvo Christmas yacho yainge yavanonokera kusvika.

Zvakafanana

-nya-

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanguri

Tinoshandisa izwi rokuti nyanguri kuratidza kushamisika nenguva inenge yatorwa nemunhu kuita chinhu.

Verenga

Swipe for the next word