Duramazwi
chero
any · whatever
Duramazwi
any · whatever
Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza zvirevo.
Kana ukati chero unenge uchireva kuti hauna basa kuti chii, unongobvuma zvataurwa.
Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza zvirevo.
Handingarambe murume wangu ndichiti akashata chero kuremara.
Chero vakasvotwa ini ndichinovata hangu kucottage zvaive zvisina kumboshata.
Ndofunga Vaiti chero vakanditarisa vanenge vachitoona chinhu chisina kana basa havo.
Kana ukati chero unenge uchireva kuti hauna basa kuti chii, unongobvuma zvataurwa.
Ndipei chero.
Handina chandinonyanyosarudza.
Chero vakasvotwa ini ndichinovata hangu kucottage zvaive zvisina kumboshata.
Duramazwi
01 / 03chero chinhu
anything
VerengaSwipe for the next word