Duramazwi
cheri
cherry
Duramazwi
cherry
Cheri muchero unoberekwa uri wegirini wobva wozoita pepuru yakasvibirira pakuibva, unoita mhodzi imwe chete mukati uye unotapira chaizvo pakudya.

Cheri rudzi rwechimwiwa chinogadzirwa nemichero yemucheri.
Mucheri muti unobereka michero inodyiwa, inenge yakatsvukira kana kusvibirira kana yaibva, inonzi cheri.
Cheri rudzi rwechimwiwa chinogadzirwa nemichero yemucheri.
Duramazwi
01 / 03chero
any
VerengaSwipe for the next word