KwaunobvaDuramazwiHhazvo

Duramazwi

hazvo

necessarily

Zvinoreva

Tinoshandisa hazvo kana tichiratidza kuti hatisi kunyatsogutsikana nezvinhu zvava kuitika.

1

Tinoshandisa hazvo kana tichiratidza kuti hatisi kunyatsogutsikana nezvinhu zvava kuitika.

Zvakanaka hazvo ungachienda asi ndanga ndichida kuti umbomira.

Zvakaoma hazvo veduwe, ko zvandaive ndauruka mugango ndichinozviwisira muchoto?.

Zvisinei hazvo ndakati ndaizongoitawo plan nekuti after all aive sahwira wangu.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word